"Ndakadya bota musi iwoyo wandasangana naye" Murume akarara nemukadzi wemunhu omiswa pamberi pedare
"Ndakadya bota musi wandasangana naye akapfeka short" Murume akarara nemukadzi wemunhu omiswa pamberi pedare ra Mambo seke
Mudzimai anoti Mweya wetsvina wakange wamubata